Home Page »  M »  Muzzy D Pilot
   

Musandirega Lyrics


Muzzy D Pilot Musandirega

Ichii [oooh wooah]
Yoh selector Maly [ouh woah]
Richboy [ooh woah] Stivoe
Oooh woah, huh!

1st Verse
Saka everyday, ndinopfugama
Handiti life iyi izama(exam)
Pese pandotadza munoti zama
Hamumbondisiye hamumbondi dhama

Asi, kana ndikapfuma
Itai ndifare ndoziya pekuguma
Hanty panyika ndimi makandituma
Kwete kuti vehukama ndongosema [Ndururu]

Chorus
Aaargh aaaargh woaaah
Musandirega ndichizviita mupfumi
Aaargh woooah
Ndikangodaro kana mu life handikundi
Aaargh woaaah
Musandirega ndichizviita mupfumi
Aaargh woooah
Kudada ndinoda, asi kuhama hazvibudi
2nd verse
Kana musoro ndika permer
Hazvireve vaye vaye vasina ndakutovasema
Handingasiye hama dzichichema
Tozo sangana parufu patinenge takuchema

Zvirinani uratidze rudo
Nekuti mangwana hauzive waunoti ndipo
Ku creator ma shades kunge bhimbo
Newe paunochema ziva vanenge varipo

Chorus
Aaargh aaaargh woaaah
Musandirega ndichizviita mupfumi
Aaargh woooah
Ndikangodaro kana mu life handikundi
Aaargh woaaah
Musandirega ndichizviita mupfumi
Aaargh woooah
Kudada ndinoda, asi kuhama hazvibudi

1st Verse
Ndinopfugama
Handiti life iyi izama(exam)
Pese pandotadza munoti zama
Hamumbondisiye hamumbondi dhama
Asi, kana ndikapfuma
Itai ndifare ndoziya pekuguma
Hanty panyika ndimi makandituma
Kwete kuti vehukama ndongosema [Ndururu]

Chorus
Aaargh aaaargh woaaah
Musandirega ndichizviita mupfumi
Aaargh woooah
Ndikangodaro kana mu life handikundi
Aaargh woaaah
Musandirega ndichizviita mupfumi
Aaargh woooah
Kudada ndinoda, asi kuhama hazvibudi

Outro
Musandirega ndichizviita mupfumi
Amana ka!
Mu l..l..life #handikundi x4
Aaargh woaaah
Kuhama hazvibudi
Most Read Muzzy D Pilot Lyrics
» Sorry


american pop stars with business brains: how 3 singers turned fame into real brands
American Pop Stars With Business Brains: How 3 Singers Turned Fame Into Real Brands
Evren E. - 07 Mar 2026
country thunder alberta 2026 could be calgary’s loudest early-summer weekend yet
Country Thunder Alberta 2026 Could Be Calgary’s Loudest Early-summer Weekend Yet
Chris Page - 28 Feb 2026
amy taylor’s legal battle explained: why the amyl and the sniffers photographer case is getting so much attention
Amy Taylor’s Legal Battle Explained: Why The Amyl And The Sniffers Photographer Case Is Getting So Much Attention
Sasha Mednikova - 26 Feb 2026
celebrity singer weight loss stories: what really changes behind the scenes
Celebrity Singer Weight Loss Stories: What Really Changes Behind The Scenes
Faith Thompson - 22 Feb 2026
microphone to movie star: 3 american icons who smashed box office records
Microphone To Movie Star: 3 American Icons Who Smashed Box Office Records
Evren E. - 14 Feb 2026
Browse: