Home Page »  M »  Muzzy D Pilot
   

Hunyanzvi (feat. Kaybee MHK) Lyrics


Muzzy D Pilot Hunyanzvi (feat. Kaybee MHK)

Official Lyrics
Hunyanzvi by Kaybee Mhk_Muzzy Ndururani
Mixed and mastered by Marley Production

Intro:
"Kaybee"Manje_hamenoka!!
"Muzzy" Amanaka!! It's Muzzy di pilot
So bad'n'unruly

Hook:"Kaybeemhk"
Marley nhasi ndasangana nesaskam
Ndururani hadzisi zvidhamu dhamu
Andiudza mukoma ndanzwa nemaPam Pam
Ndakubhejerwa masuit ekuJam Jam
YEAH! Ndanzwa nesando mumastreet
Ndavachemedza sevazora Vics
Handina Kuchipa kunge gasket reVitz
Saka ridza ngoma Deejay Lidz

Chorus:"KaybeeMhk"
Kuratidza Unyanzvi
Ndosara ndasvika panzvimbo
Zvishandwa vazvitaura
^Kuratidza unyanzvi, nyanzvi*2^

Bridge:
Ndezvekutungamira Vamwe vachitevera
^Tevera Vamwe vachitevera *3^

Verse 1:"Muzzy d' pilot"
Kuratidza hunyanzvi voisa ma views
Mutemo wangu wakachinja, so no madiss
ChaveRed chazotsvuka setomatisi
Tombosiya history humanities
Tombochinja mupaka, mupaka touchinja
Vachiumba daka isusu tariputsa
Yatove disaster, mudhara bhudza
Tisu tatomibvunzo, isusu votibvunza

^Zvipo vedu zvichicondenser zvimwe zvovapour
Sando dzedu tichi collecta vamwe vohater
Mafans edu otarisira kunge A better
Mabhebhi achitiscreamira kunge arape_wa

Repeat Chorus and Bridge:

Verse 2:"KaybeeMhk"
Saka tinemoto kunge fire fire fire
Tarisa the way dat we do dis ting
Deh weh we do dis ting YEAH!
Tinenge Mhazha, Tinenge Nyanzvi, Tinenge Shasha
Tinemoto Vamwe tavapisa Hasha
Shanje kunge mbanje manje manje

^(chipo)
Tichangoramba tichifamba nacho eh
Tichangoramba tichipauser nacho eh
Tichangoramba tichienda nacho
Tichangoramba tichi.......... nachoo

Repeat Chorus and bridge:
-------END---------
Most Read Muzzy D Pilot Lyrics
» Sorry


benny blancos mother faces terrifying home invasion in studio city
Benny Blanco's Mother Faces Terrifying Home Invasion In Studio City
Faith Thompson - 26 Nov 2025
ariana grande hints at pausing tours after 2026 eternal sunshine shows
Ariana Grande Hints At Pausing Tours After 2026 Eternal Sunshine Shows
Sasha Mednikova - 18 Nov 2025
tate mcrae unveils deluxe edition of hit album
Tate Mcrae Unveils Deluxe Edition Of Hit Album
Evren E. - 10 Nov 2025
smell like your favorite singer: fragrances inspired by music icons
Smell Like Your Favorite Singer: Fragrances Inspired By Music Icons
Chris Page - 03 Nov 2025
inside the mansions of america’s richest singers
Inside The Mansions Of America’s Richest Singers
Sasha Mednikova - 28 Oct 2025
Browse: