Home Page »  G »  Gurudhara
   

Pamwe Lyrics


Gurudhara Pamwe


Intro
Pachipamwe mhuri yeZimbabwe, Gurudhara ndadzoka!

Verse 1

MuHarare matogara inzvimbo yakakura,
Munevanhu vanofara ipi chero zvayo nguva,
Even though iko kufara kuchiendesa kumakuva,
Zvakaitika rimwe zuva,
Ndakakwira chitima chaienda kumufakose,
Ndipo dhuma dhuma nemhandara yakanaka chose
Ndakabva ndanyatsokuchonya,
Ziso rekuruboshwe ndichiitira asandikanganwe
Ndakaona ondidana nemunwe zvinyoro nyoro achiti swedera dhuze
Ndakaswedera dhuze ndikamuzevezera munzeve dzake ndichiti,
Unemashura ganda rako i think unogara mumvura
I think unogara mumvura

Chorus
Pamwe ndikamunyenga nemari achandifarira pamwe achafungaka kuti ndovhaira
Pamwe ndikamunyorera tsamba achaitambira, pamwe oiverenga pamwe oipisa pamwe zvondimakisa,
Pamwe kufunga kwangu , pamwe pamwe pamwe

Verse 2

Pakazosvika chitima,
Kwanga kwatosviba kwane rima
Ndakamhanyira kumberi ndikanomira pamukova and i said "handingadzorero tsvimbo cuz wegudo abata kumeso"
Rega nditsike tsike zvese bapiro negumbo,
Apa ndatsiga nzou mvuu iri hata,
Nyangwe akava sanzu nemarara ndichakakata,
Dont turn me down unenge wafuratira muchato,
Nyatsonditarisa hona takafitana,
Kutofitana senge chingwa nemazai,
Ndichinge ndane mari uchanwa tea nema pie,
Muimba yeround usandiudze urikurasika, usandiudze urikurasika

Chorus
Pamwe ndikamunyenga nemari achandifarira pamwe achafungaka kuti ndovhaira
Pamwe ndikamunyorera tsamba achaitambira, pamwe oiverenga pamwe oipisa pamwe zvondimakisa,
Pamwe kufunga kwangu , pamwe pamwe pamwe

Pamwe mungafunge kuti ndirikungowanza nyaya ,
Kurebesa munamato iro sadza richapora
Mskana wandotaura pachimiro akakora
Its either itype yangu or maybe itype yako
Wekuti ukaona unozara nemufaro
But at the same time unobva watya kuattacker , ndikamutanga,
Achandi attacker vagosara vaine nyaya,
Kunemerwa murambiwa hanzi anzwa nemadefeat
Mabhebhi anomuramba kumuviga 10 feet
Enda kuna save umbonogezwa munyama
Pamwe zvingaite nani matanda mazungunutswa
Iwo makunguwo akatya , akazofa mangani

Chorus
Pamwe ndikamunyenga nemari achandifarira pamwe achafungaka kuti ndovhaira
Pamwe ndikamunyorera tsamba achaitambira, pamwe oiverenga pamwe oipisa pamwe zvondimakisa,
Pamwe kufunga kwangu , pamwe pamwe pamwe

Most Read Gurudhara Lyrics


from the recording booth to the kitchen: when musicians become culinary obsessives
From The Recording Booth To The Kitchen: When Musicians Become Culinary Obsessives
Evren E. - 05 May 2026
the ultimate fashion playlist: unpacking the devil wears prada 2 soundtrack
The Ultimate Fashion Playlist: Unpacking The Devil Wears Prada 2 Soundtrack
Chris Page - 29 Apr 2026
behind the charts: how labels track global music trends before they go viral
Behind The Charts: How Labels Track Global Music Trends Before They Go Viral
Faith Thompson - 26 Apr 2026
the ghost in the jukebox: can ai actually write a song that makes you cry?
The Ghost In The Jukebox: Can Ai Actually Write A Song That Makes You Cry?
Sasha Mednikova - 24 Apr 2026
pop icons behind the firewall: the quiet fight for global music freedom
Pop Icons Behind The Firewall: The Quiet Fight For Global Music Freedom
Evren E. - 16 Apr 2026
Browse: